"Right" tomboitawo serious ka1 chete muzuva ranhasi
Ini ndiri mukomana ane makore makumi maviri nemanomwe (27) ekuberekwa. Kuzvidzidzo ndakasvika 'A' LEVEL uyezve ndaiva munhu aigona chikoro zvakanyanya. Iye zvino ndinoita zvekuimba, Ndiri muimbi ane mukurumbira zvikuru.
Vanondiziva, vanondiziva ndichidedzwa nezita randinoimbisa rekuti "MAGGIKAL" kana kuti MR INTERNATIONAL.
Dambudziko rangu rimwe chete, ndava nenguva yakareba zvikuru ndichitsvaga asi ndichishaya, hakasi kekutanga ndichatura nezve dambudziko iri.
Ndiri kutsvagawo musikana ane makore kubva paGumi nemasere (18) kusvika pamakumi maviri nemashanu (25) ekuberekwa anova ari serious nekuramba achingoti "PAMAMONYA IPAPO" ndimuudzwewo kuti siyana nazvo hazvina kufita mababe.
Ndibatsireiwo hama dzangu ndatambura
Ndinotenda zvikuru......
Ndini wenyu uyeuye wekwenyu
2017 (c).Maddrockervybz-ent | All Rights Reserved

Lol
ReplyDeleteLol
ReplyDeletePamamonya ipapo
ReplyDelete